album cover

Bata Wako

Afro-Pop2026
album cover
Bata Wako adlı parça {albumName} albümünün bir parçası olarak D Murah tarafından 11 Şubat 2026 tarihinde yayınlandıHurongwa
AlbümHurongwa
Yayın Tarihi11 Şubat 2026
FirmaD Murah
DilEnglish
Melodiklik
Akustiklik
Valence
Dans Edilebilirlik
Enerji

Şarkı sözleri

[Intro]
D MURAH on the Mic Again
Vakuru veDhanzi
Eyo On_it_Producer
Bata wako
[1st Verse]
Aka kadhanzi kanoda vanhu 2
Vachiri kubeliever kuti love is true
One on One just me and you
And other than us no casting crew
Ita uchidzikirira uchindiwainira
Kuita kunge munhu ari pamuzerere
Ramba uchidzikirira uchindiwainira
Uchiflexa kuita kunge derere
Ita uchidzikirira uchindiwainira
Kuita kunge munhu ari pamuzerere
Ramba uchidzikirira uchindiwainira
Vane godo vese usavateerere
[Chorus]
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
[2nd Verse]
Vahanzvadzi swederai mudhuze
Skiri rekuchiller muri 1
Ini handirikuze
Swedera padhuze ndikuchooseh
Ini handikunyudze nekuti handizi muKami Karze
Shaina shaina yava nguva yezvipo
Varatidze kuti iwe ndiwe uripo
Shaina Shaina yava nguva yezvipoo varatidze
Chimbondiratidza hunzenza
Kuno zvekudzikama hazvimbosenza haaaa
Chimbondiratidza hunzenza
Bvisa firita chimbomira kucensor aah ah
Chimbondiratidza hunzenza
Kuno zvekudzikama hazvimbosenza
Chimbondiratidza hunzenza
Zvimwe gore rinopera ndaku fenza
Pera ndakufenza
[Chorus]
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
[3rd Verse]
Aka kakuda vanofamba vari pair
Kuita kunge mukombie musina maZig
Chimbovaratidza kuti iwe uri Big
Champion’s League ivo vana vadiki
Fara fara level rechiKaradhi
Fara kuita kunge mwana muparadzi
Flexa nhasi hatisi kuKarate
Gore ringapera wakuverenga maCarats
Pakuda kuonekwa Number 1 Contender
Hapachadiwa ma sister anopretender
Fara kuita kunge wa winner Tender
Tiki Taka kuita kunge La Liga Santander
[Chorus]
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
Bata wako
Aka kadhanzi kanonzi
Bata wako
I 1 on 1 saka
Bata wako
Iwe hameno zvako
Kana usina wako iwe sarura wako
Written by: Divine Muranda

Shazam Alt Bilgi

Dil seç:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

Bizi Takip Edin

Loading...