album cover
Chikara
album cover
Chikara adlı parça {albumName} albümünün bir parçası olarak Sheer Sound tarafından 13 Nisan 2007 tarihinde yayınlandıTsimba Itsoka
Released13 Nisan 2007
FirmaSheer Sound
BPM
Melodiklik
Akustiklik
Valence
Dans Edilebilirlik
Enerji

Şarkı sözleri

Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi
Unotosiya tsimba, kusiya tsimba iri
Tsimba kuenda mberi
Waenda mberi, mberi watungamira
(Kutungamira) kutungamira husiya tsimba
Zviuya zviri mberi
Zviuya zviri mberi (umm)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (umm)
Zviuya zviri mberi (zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Kuteedza tsimba, tsimba hunge wariziva
(Kuriziva tsimba) kuti itsimba reyi
Tsimba reyi, rinechimiro chakadai?
Rikadai tsimba, apa chikara
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (umm, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi ho)
Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi
Apa chikara
Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
Kwachananga hakuna zviuya
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara
Chakanakira tsimba harinyebi (harinyebi)
Rinokuudza zvazviri, zvazviri kuti chikara ichi (harinyebi)
Kwachananga hakuna zviuya
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (aah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hee, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (hinde mambo)
Apa chikara
Zviuya zviri mberi (ah, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (haa, zviuya zviri mberi)
Zviuya zviri mberi (honde mambo)
Apa chikara
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...