Lyrics

Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Hazvina basa Ndiribho Handina mari Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Hazvina basa Ndiribho Handina mari Ndizvo Ndinofara Ndinofara Ini handitsamwe Ini handitsamwe Ggha Magetsi mhani Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Hazvina basa Ndiribho Handina mari Ndizvo Hazvina mvura Ndiribho Ndinenzara Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Ndinofara Zvirikufaya Ini handitsamwe Ini handitsamwe Yah Yah Zvakanaka zvakadaro Zvakanaka zvakadaro Zvakanaka zvakadaro Zvakanaka zvakadaro Iyah Ini handitsamwe Ini handitsamwe Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo Handina magetsi Ndiribho Handina magetsi Ndizvo
Writer(s): Christopher Van Der Walt Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out