Lyrics

Ivhu ndiro rino ziva Chete kuti mwana Wembeva anorwara Ivhu ndiro rino ziva Chete kuti mwana Wembeva anorwara Gone Ivhu ndiro rino ziva Chete kuti mwana Wembeva anorwara Wafa warova Toisa muivhu Wafa warova Toisa muguva Wafa warova Toisa muivhu Wafa warova Toisa muguva Warova Muguva Upenyu wedu vanhu wakukosha Upenyu wedu vanhu wakunetsa Upenyu wedu vanhu wakukosha Upenyu wedu vanhu waoma Haasi makore akakosha Asi upenyu mu makore ako Chokwadi Haasi Makore akakosha Asi upenyu mu makore ako Wafa warova Toisa muivhu Wafa warova Toisa muguva Wafa warova Toisa muivhu Wafa warova Toisa muguva Warova Muguva Warova Muguva Upenyu wedu vanhu wakukosha Upenyu wedu vanhu wakunetsa Upenyu wedu vanhu wakukosha Upenyu wedu vanhu waoma Gone Gone Warova Warova
Writer(s): Christopher Van Der Walt Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out