Lyrics

Simudzai Mureza wedu WeZimbabwe Simudzai Mureza wedu WeZimbabwe Fokoro kana musingade Zimbabwe Fokoro kana musingade Zimbabwe Musa kanganwe Musa kanganwe Musa kanganwe kwamunobva Musa kanganwe zvamuri Musa kanganwe kwamunobva Musa kanganwe zvamuri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri Chisarai endai zvakanaka Hanzi bho Chisarai endai musa dzoka Hanzi bho Musa kanganwe Musa kanganwe Musa kanganwe kwamunobva Musa kanganwe zvamuri Musa kanganwe kwamunobva Musa kanganwe zvamuri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri Marasa zuva Marasa zuva Maiwe Musa kanganwe kwamunobva Musa kanganwe zvamuri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri Vano chema kana vasiya kumusha Vano chema kana vasiya muri
Writer(s): Christopher Van Der Walt Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out