Music Video
Credits
PERFORMING ARTISTS
Jah Signal
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Nicodimus Mutize
Composer
Hillary Mutake Muchenje
Composer
Jordan Link Mangwiro
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Hillary Mutake Muchenje
Producer
Jordan Link Mangwiro
Producer
Cymplex music
Producer
Charles Torro Guvamatanga
Producer
Lyrics
Simplex
So simple, haaizi simple (Simplex Music) tirarira
Taedza kuidya nyika yaramba kupera
Ndazama chose ndatadza kupedza
Zvitadzo zvangu zvanyanya
Ndinzwei Mwari weminana
Ndinoda kupinda denga
Ndinoda kupinda denga
Hupenyu hwangu (hupenyu wamakandipa Ishe)
Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Kutadza kwangu (kutadza kwandinoita Ishe)
Kunodzimbirira (mavanga eMwanakomana)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Vazhinji vari kundisema, kunhonga mabwe votanga kunditema
Asi mutsvene ndashaiwa, Mwari wangu inini ndabaiwa
Ndiri bofu rinoda kuona, handina shangu ndinoda kufamba
Fambai neni Mambo, taurai neni Mambo
Nyika yoenda kumawere (nyika yoenda kumawere)
Satan arikuti titeere (satan arikuti tivere)
Mwari huyai mutinunure (Mwari huyai mutinunure)
Jeso tinoda timutevere (Jeso tinoda timutevere)
Hupenyu hwangu (hupenyu hwamakandipa Ishe)
Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Kutadza kwangu (kutadza kwandoita Ishe)
Kunodzimbirira (mavanga emwanakomana)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Kubasa kwaangu kwandinoshandira, zvandinoona Mambo zvinondiparira
Maoko angu zvaanobata aya, zvandinobata Mambo zvinondiparira
Muromo wangu zvawakataura
Makazvinyora ikoko ndauya kuzodzimisa, ndirangarireiwo
Hupenyu hwangu (hupenyu hwamakandipa Ishe)
Hunoda (hunoda nyasha dzenyu Baba)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Kutadza kwangu (kutadza kwandoita Ishe)
Kunodzimbirira (mavanga emwanakomana)
Bvisai dombo (dombo mumoyo mangu)
Baba (kuti ndikunamatei)
Hupenyu hwamakandipa Ishe
Hunoda nyasha dzenyu baba
Dombo mumoyo mangu
Kuti ndikunamatei
Kutadza kwandinoita Ishe
Mavanga eMwanakomana
Dombo mumoyo mangu
Kuti ndikunamatei
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Nicodimus Mutize
Lyrics powered by www.musixmatch.com