制作

出演艺人
Alick Macheso
Alick Macheso
表演者
Ochestra Mberikwazvo
Ochestra Mberikwazvo
表演者
作曲和作词
Alick Macheso
Alick Macheso
词曲作者

歌词

Yatanga seyatanga kare, remember my prophecy
Alick Macheso idhara kubvira kudhara ano kakata, waya vanhu vachifara
Mune tsitsi (mune tsitsi)
Mune tsitsi (mune tsitsi)
Mune tsitsi, ndimiyave munerudo (ndimiyave munerudo)
Mune rudo, (mune yesu)
Mune rudo, (munerudo)
Mune rudo, ndimiyave munerudo
Vana venyu makatida ishe wangu, musina rusaruro, kuti ava ndevepiko
Vana venyu makatida mwari wangu, musina rusaruro, kuti ndiani
Mhuri dzenyu makadzida mwari, musina rusaruro, zvirizvakangwa
Ndimi mega mune simba
Rekuusungura, nekuusungura pakusungwa
Nekuda memo dzerima
Kudzwai, (Kudzwai)
Kudzwai
Kudzwai mwari vangu kudzwai, (baba kudzwaioo)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yaveee
Ndimi chete mune simba
Rekuusungura, pakusungwa nehutare nemweya yengozi
Saka kudzwai, (kudzwai)
Kudzwai
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (baba kudzwaiee)
Yaveee
Ndimi mega mune rudo
Rwakadzama rakareba kudarika nzira, nekuti nzira inoguma
Saka kudzwai, (kudzwai)
Kudzwaioo
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yaveee
Ndimi chete mune rudo
Rwakadzama rwamakati ruve munesu vanhu venyu tive tigogara murufaro
Kudzwai, (Kudzwai)
Kudzwaioo
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yaveee
Vana venyu makatida ishe
Kubva zuvaro, rekumavambo
Vanhu venyu makatida ishe wangu
Kubva zuvaro, rekumavambo
Mhuri dzenyu makadzida ishe wangu
Kubva zuvaro, rekumavambo
Vamwe vana venyu takarambana narwo’
Rudo rwenyu rwamakati ruve matiri, tive nekugara kutsvene
Vamwe vana venyu takapesana narwo’
Rudo rwenyu rwamakati ruve matiri, tive nekugara kutsvene
Kudzwai, (Kudzwai)
Kudzwai
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yaveee
Vana venyu makatida ishe wangu
Musina rusaruro, zviri zvakaringana
Mhuri dzose makadzida ishe wangu
Musina rusaruro, zviri zvakaringana
Vana venyu makatida Mwari wangu
Kubva zuvaro, rekumavambo
Vamwe vana venyu takarambana narwo’
Rudo rwenyu rwamakatipa yave
Kuti rwugogara munesu
Dzimwe mhuri dzenyu dzakapesana narwo’
Rudo rwenyu rwamakatipa yave
Kuti rwugogara munesu
Saka Kudzwai, (Kudzwai)
Kudzwai
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaiee)
Yave, (eee)
Kudzwai, (kudzwaioo)
Kudzwai Mwari vangu kudzwai, (nhai kudzwaioo)
Yaveee
Mhuri dzenyu makadzida ishe wangu
Musina rusaruro, zviri zvakaringana
Vana venyu makatida Ishe wangu
Kubva zuvaro, rekumavambo
Mhuri dzenyu makadzida Mwari wangu
Musina rusaruro, kuti uyu ndianiko?
Vamwe kumbasa tinonyozera
Kumbasa nekupi kwese zvako
Nekuda kwekushaiwa rudo
Kwekushaiwa rudo, rudo (nekuda kwekushaiwa rudo)
Kwekushaiwa rudo (nekuda kwekushaiwa rudo)
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...