album cover

I Surrender

1,992R&B/Soul2020
album cover
I Surrender 由 1909532 Records DK 于 2020年4月13日 发行,作为专辑“30 Something - EP”的一部分。
发行日期2020年4月13日
唱片公司1909532 Records DK
语言English
BPM
旋律性
不插电
Valence
舞蹈性
能量

歌词

Pandichaenda mudikani, uchandirangarira twekumusha kwangu twasvika
Ndaenda, I surrender
Mr Makhalima
Pandichaenda mudikani, uchandirangarira twekumusha kwangu twasvika
Ndasurrender ndaenda
Usazofona mudikani, ndisisade nezvako
Ndaenda ndaenda, I surrender
(Oh hoo oh) Tichitanga rudo waiva mufaro bedzi
Tiri vaviri tichiwirirana (hoo oh oh)
Mumwe wangu, chii chakavhiringika?
Hona takudza rudzi
Chaive chishuwo changu (kuti isusu)
Tiwirirane (tiwirirane), tichembedzane (tichemedzane)
Nanhasi chishuwo changu (nanhasi chishuwo changu kuti isusu)
Tiwirirane (tiwirirane), tichembedzane (tichemedzane)
Pandichaenda mudikani
Uchandirangarira twekumusha kwangu twasvika
Ndasurrender ndaenda
Usazofona mudikani, ndisisade nezvako
Ndaenda ndaenda, I surrender
Chinhambwe chatafamba tose (kure kwekure)
Nyangwe hondo dzatakunda dzawanda (ngatisadzoke shure)
Zvino ndotizirepiko? Kumba kwangu kwatove kuhondo
Parinodokera inini (ringori bopoto)
Chaive chishuwo changu (kuti isusu)
Tiwirirane (tichembedzane), tichembedzane (tichemedzane)
Nanhasi chishuwo changu (nanhasi chishuwo changukuti isusu)
Tiwirirane (tiwirirane), tichembedzane (tichemedzane)
Pandichaenda mudikani, uchandirangarira twekumusha kwangu twasvika
Ndasurrender ndaenda
Usazofona mudikani, ndisisade nezvako
Ndaenda ndaenda, I surrender
(I surrender) don't worry ndiwe wandinoda (l surrender)
Handingaswere ndichizvinyepera (I surrender)
Ndoda kugara newe chete (ndoda), ndoda kufara newe chete(ini ndoda) don't you push us away
Pandichaenda mudikani, uchandirangarira twekumusha kwangu twasvika
Ndasurrender ndaenda
Usazofona mudikani, ndisisade nezvako
Ndaenda ndaenda, I surrender
Uchandirangarira
Baby inini ndinoda kugara newe chete
Inini ndoda (I-I-I I surrender)
Uchandirangarira
Baby inini ndoda kugara newe(surrender) chete (uchandirangarira)
I-I-I l surrender(uchandirangarira)
Baby inini ndda kugara newe chete
Mr Makhalima,(I-I-I) I-I-I I surrender
(I surrender) Baby inini ndoda kugara (I surrender) newe chete, I-I-I I surrender
Written by: Lungisani Makhalima

Shazam 页脚

选择语言:
Google Play Store
Apple App Store
Chrome Web Store
Galaxy Store

关注我们

Loading...