歌词

Pasi pano pezuvaka hapana kana mumwe Angandida sezvaunoita, heyi Unofona mangwanani, baby warara sei Uswere bhoo, ugoswera uchindifungawo Pa-lunch uno texter, baby wambodyeiko? Hapana ambokunetsa here? Ndiudze mudiwa Manheru unouya kumba wondikangira supper Wonditsvoda usati waenda Wotarisa muma ziso Woti ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda Ndiwe wandinoda Nox Usanyeperwe ka Unoti ndiwe wandinoda Baby ndiwe wandinoda Ndoda kuva amai vevana, vevana vako Kana ndinewe moyo unofara Kana uripo ndobhururuka ini Usaende kure handidi kukushaya pedyo neni Ndopengereka ini Ndichakuimbira chimbo chaTrevor Dongo Nerunako rwako baby ndino nyemwerera Kufanana namhami vako vane moyo unerudo Iwewe kani ndiwe wandishandura Ndakuenda kuchurch, ndakupfeka masutu Ndakuimba mu-choire Baby ndarongeka ini Ndava kuterera baba Charamba na Sabar Ndakugara ndine zuda Ndinofara paunoti Baby ndiwe wandinoda, ndiwe wandinoda Ndiwe wandinoda Nox Usanyeperweka Unoti ndiwe wandinoda Baby ndiwe wandinoda Ndoda kuva amai vevana, vevana vako Kana ndinewe moyo unofara Kana uripo ndinobhururuka ini (kana ndinewe) Usayende kure, kure (usaende kure) Handidi kuku shaya Pedyo neni ndopengereka ini Ntombazana umuhle njenge mpali Hangifuni ukuqamba amanga uyangibulala dalie Mawundlula ngendlela besuluka bonke Bafun' ukubona intombi ezindlula zonke Ngiyonhlal' ngikuthanda impilo yami yonke Everyone, this guy is falling, never ukhohlwe The way you look, whatever you do You do the right way Whatever you say, you make sure it's just the right way Kudala ngihamba ngifun' ukuthadwa Kodwa wena waba ngesihlukileyo Ungienza ntoni wabe Ingabe liphupho na? Angikholwa uba ngim'fumene Ndiyamthanda lona Kana ndinewe moyo unofara Kana uripo ndobhururuka ini (kana ndinaye) Usaende kure handidi kukushaya (ngifuna yena) Pedyo neni ndopengereka ini (ngifuna' ukuba naye) Kana ndinewe moyo unofara (moyo unofara) (Kana uripo ndobhururka ini) uripo Usayende kure handidi kukushaya (kukushaya) pedyo neni Ndopengereka ini Kana ndinewe iwe (kana ndinewe moyo unofara) Kana uripo ndobhururuka ini Usaende kure handidi kukushaya (handidi, handidi) Pedyo neni ndopengereka ini Gara pedyo neni, yee
Writer(s): Enock Guni, Siphosenkosi Mkhuhlane Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out