制作
出演艺人
Leonard Dembo
声乐
作曲和作词
Leonard Dembo
作曲
制作和工程
Leonard Dembo
制作人
歌词
Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari, zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete chamai nababa, pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara

Pauri pane dandemutande pane tsotso rinobaya zvandisina shangu ndokutoraseiko?

Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe

Honai ruva reChitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, Chitekete
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Honai ruva reChitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Pauri pane dandemutande, pane tsotso rinobaya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave wangu?

Ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?

Ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?

Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Ave muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroora wamai, muroora wamai
Kudzai muroo-
Written by: Leonard Dembo