制作

出演艺人
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
声乐
The Four Brothers
The Four Brothers
声乐
作曲和作词
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
作曲

歌词

Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo
Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo

Chandagona bvumaiwo
Chandatadza shoraiwo
Chandagona ndipembedzeiwo
Chandatadza shorai zvenyu

Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe
Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe

Chokwadi hachikundwewo nenhema shamwari iwe
Vaunotaurira ivavo ini vanondiziva
Vanokushora kana uchinge wavakapira gotsi
Chokwadi hachikanganikwe asi nhema unokanganwa

Kunyange ndiri muvengi wako chandagona bvumawo
Kunyange uchindidawo sei chandatadza shorawo

Written by: Marshal Munhumumwe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...