音乐视频

音乐视频

制作

出演艺人
James Chimombe
James Chimombe
声乐
作曲和作词
James Chimombe
James Chimombe
作曲

歌词

Ndotaura naniko? Nditaure ndotukwa
Ndotaura naniko pamuromo paine bvuta renhunzi?
Nhai ndoudza aniko ndiri muzambiringa munyemba?
Nditaure ini ndorohwa
Kutaura hanje yakurwa nesasa
Ndotaura naniko? Nditaure ndotukwa
Ndotaura naniko pamuromo paine bvuta renhunzi?
Nhai ndoudza aniko ndiri muzambiringa munyemba?
Nditaure ini ndorohwa
Chapinda munzeve chawaridza bonde
Hona, ah itai zvenyu ndimi munoziva
Ndinatse sei imi mondisindika
Makandiwana ini munakandafa
Makandinhonga ini munakandafa
Makandiwana ini munakandafa
Makandinhonga ini munakandafa
Chamunoda chii panhanga yepwere?
Matare enyu musati maronga
Chamunoda chii panhanga yepwere?
Matare enyu musati maronga
Vagoni zvenyu inga makagarika
Hona, mune rugare rwunenge rwenda
Inotoruma akaitakura
Makandiwana ini munakandafa
Makandinhonga ini munakandafa
Chamunoda chii panhanga yepwere?
Matare enyu musati maronga
Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wayenda
Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wabaya
Hona, makandiwana ini munakandafa
Makandinhonga ini munakandafa
Chamunoda chii panhanga yepwere?
Matare enyu musati maronga
Pakufa kwangu zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wayenda
Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wabaya
Makandiwana ini munakandafa
Makandinhonga ini munakandafa
Chamunoda chii panhanga yepwere?
Matare enyu musati maronga
Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wayenda
Ndikanganise zvonzi, "Tsvatu waro"
Kugona kukonyora wab-
Written by: James Chimombe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...