制作

出演艺人
Holy Ten
Holy Ten
表演者
作曲和作词
Tinashe Mutarisi
Tinashe Mutarisi
词曲作者
制作和工程
Rodney Beatz
Rodney Beatz
制作人

歌词

Une kasoftaz kandona (ndoda)
Vanozvifarira izvi kwandobva
Ukasangobyza kuna namomz vangu
Kuzaka tichaenda kwaunoda ah
Im gonna slide ma whores angu
Ana Gamuchira ana Gamuchira
Text you Father like (mwana ndakubirai x3)
Father mwana ndakubirai (une kasoftaz)
Mwana ndakubirai (aripaden)
Mwana ndakubirai
Pasi pedoor pane mari yandakusiirai
Tsvakirai kuno (mwana ndakubirai x3)
Uh hanzi repairing has a fee
Ndikati ahh ngatichiita dhiri uh
Ini ndikati ngatichiudza vahnu
Iwe make sure kuti zvichatoenda mberi
Cause with love if you broadcast
Congrats but if you try to hide it vamwe tozvibata
Zvana mainini vamwe tozvikwata
Ana side nhingi vakafona kata uh uh
Mwana ndakubirai uh
Mwana ndakubirai
Apa zvamaona tafamba kuchinaya
Father nemiwo muchinyanya
Ndarema ndarema
Vanozviketa kuKariba izvozvo
Pamwe Tinoboteya nemasong
Pamwe pacho paper ndarema
Mwana ndakubirai uh
Mwana ndakubirai
Father mwana ndakubirai
Mwana ndakubirai (aripaden)
Mwana ndakubirai
Pasi pedoor pane mari yandakakusirai
Tsvakirai kuni mwana ndakubirai
Mwana ndakubirai
Written by: Tinashe Mutarisi
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...