音乐视频
音乐视频
制作
作曲和作词
Victor Stot
词曲作者
Tari G Fingerz
词曲作者
Mukudzeyi Mukombe
词曲作者
制作和工程
Victor Stot
制作人
Tari G Fingerz
制作人
歌词
Hiya hiya wooo
Hiya woo
Hiya hiya woo
Hiya woo
Akatuka muchembere
Ane botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Mmm zvakutoda kuripa mhou
Chena nemhuru yayo
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Huh kunengedza muchembere
Tanda botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Mmm zvakutoda kuripa mhou
Chena nemhuru yayo
Mmmm wandinongedza
Iwe wandishora iwe
Wandinongedza
Iwe wandigumbura fani
Wandinongedza
Zvimwe kundishora iwe
Wandinongedza
Iwe nyakutumbura iwe
Vachati wonai
Wonai
Akapfeka manyatera wonai
Wonai
Vachati wonai
Wonai wonai wonai
Wonai
Wonai
Akasunga marengenya wonai
Wonai wonai wonai
Wonai
Akatuka muchembere
Ane botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Mmm zvakutoda kuripa
Mhou chena nemhuru yayo
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Wakatuka muchembere
Tanda botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Zvakutoda kuripa
Mhou chena nemhuru yayo
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Ayeee-e Ayee-e
Ayeee-e Ayee-e
Ayeee-e Ayee-e
Nhamo yacho ikaoma
Kutonanga Uzumba
Ndanga ndati ndiringe
Ndaonda zvakutoda kubvuma
Dzokera
Nhamo yacho mukoma ikaoma
Kutonanga Uzumba
Ndanga ndati ndiringe
Ndaonda zvakutoda kubvuma
Dzokera
Akatuka muchembere
Ane botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Mmm zvakutoda kuripa
Mhou chena nemhuru yayo
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Wakatuka muchembere
Tanda botso muzkuru
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Zvakutoda kuripa
Mhou chena nemhuru yayo
Une mhaka
Wazvinzwa ka
Hona vanogunun'una mai vangu
Zamu vakarovera pamuhacha
Written by: Mukudzeyi Mukombe, Tari G Fingerz, Victor Sitotombe