制作

出演艺人
Jah Prayzah
Jah Prayzah
表演者
作曲和作词
Mukudzeyi Mukombe
Mukudzeyi Mukombe
词曲作者

歌词

Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo am I not so handsome?
Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndafunga kuti arikubva kumakore
Ndawira muvhu sendarohwa ndare
Ndamuti huya tidanane iwe neni tigare
Zvikanzi sei uchifunga ungandiwane nyore?
Idama iroro
Anditi ndidane ndidavire
Ndamuti huya mudariro
Varume tsawona chaiyo
Achitepuka sembariro
Ndipo pandawana tariro
Wakaiwanepi nyemwerero
Zvikanzi ndiwo mugariro
Varume tsaona chaiyo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Idama iroro
Anditi ndidane ndidavire
Ndamuti huya mudariro (oyoo)
Itsawona chaiyo
Achitepuka sembariro
Ndipo pandawana tariro (oyoo)
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohhooo ooo am I not so handsome?
Sisi makachena zvandirovesa nehana
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Ndiye mwanasikana anodiwa nehama
Ohoo oh hoyoo
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Tarira uwone, huya uwone
Written by: Mukudzeyi Mukombe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...