Minister Michael Mahendere 的热门歌曲
类似歌曲
制作
出演艺人
Minister Michael Mahendere
表演者
Direct Worship
表演者
Nigel Nyangombe
表演者
C.O.G Beats
表演者
作曲和作词
Minister Michael Mahendere
词曲作者
制作和工程
Nigel Nyangombe
制作人
C.O.G Beats
制作人
歌词
Makazviona kuti ndave kuparara
Hey
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mwariwe
Mukati rarama
Micah mwanangu
Rarama
Saka nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mwana wangu
Rarama iwe
Nhasi ndiri mupenyu
Makazviona kuti ndave kuparara
Hosha, hurwere
Ndufu
Zvasimuka
Mukati rarama
Makataura izwi Mwari
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mukati rarama
Rarama
Nhasi ndiri mupenyu
Makandiona ndawisirwa pasi nezvivi
Makandibata
Mukandisimudza
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandiona ndichichema
Ndarwadziwa
Mukati nyarara mwana wangu
Zvichanaka
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Oh
Hmmm
Oh
Hallelujah
Hallelujah
Makanaka kani Mwari
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Munondipa mufaro
Mwari ndinotenda
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa Mwari verengaiwo tsamba yangu
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga
Aiwa nhasi ndiri mupenyu
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Ndiri mupenyu Mwariwe
Ndinotenda [Nhasi ndirimupenyu]
Ndinotenda
Hakuzi kugona kwangu
iNyasha dzenyu [Munondiraramisa]
Kurarama inyasha Mwari ndazvionera
Hauzi huchenjeri [Nhasi ndirimupenyu]
Mwari ndinotenda
Nechipo chehupenyu
Nechipo chehupenyu wo
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Kurarama ndimi
Hupenyu ndimi
Ndinotenda
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Munogona
Kuraramisa Mwariwe
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Kufa kupfuma
Kurarama inyasha
Nhasi ndirimupenyu
Mwari ndinotenda
Jeso
Writer(s): Michael Mahendere
Lyrics powered by www.musixmatch.com