音乐视频

音乐视频

制作

出演艺人
Mbeu
Mbeu
表演者
作曲和作词
Ashton Tapiwa Nyahora
Ashton Tapiwa Nyahora
词曲作者

歌词

Mix Master
Mbeu
Yoo Mix Master outta Kenya
Big up dee man Zimbabwe
We are deh
Oh, ahh G-fingers
Kuchenuruka tsoka ndatofamba journey
Zvandinetsa ndatozonhonga pen
Ndigokunyorerawo tsamba
Hauna kuzouya
Zvimwe zvinhu zvese hazvichisisina dhiri
Ndigokunyorerawo tsamba
Oh, I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
Moyo wafushira
Ndikakutsvaga dzimwe nguva uno shaina
Uchindidadira pane matsaga anofunga uri friend yangu
Hmm, kwete girlfriend yangu
Uri kungondidya here
Or you are just whiling up your time?
Wakanaka zvekumbodaro here
Or am simply just not your type?
Baby don't take me for granted
Unfortunately my heart is planted
You are my earth am your seed
We blend together you are my weed
Kuchenuruka tsoka ndatofamba journey
Zvandinetsa ndatozonhonga pen
Ndigokunyorerawo tsamba
Hauna kuzouya
Zvimwe zvinhu zvese hazvichisisina dhiri
Ndigokunyorerawo tsamba
Hauna kuzouya
I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
Hoyi-woyi-woyi-woo
Hoyi-woyi-woyi-woo
I don't know why you want me
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
I don't know why you want me (baby wangu)
Chimbonditsanangurira
Whenever I try to get close to you
You just push me away
Chimbonditsanangurira
Moyo wafushira
Written by: Ashton Tapiwa Nyahora
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...