精选于

制作

作曲和作词
Tinotenda Prays Gavi
Tinotenda Prays Gavi
词曲作者

歌词

Tino muridzi wemumhanzi uyo Ndoenda Na blinx I need you I love you Ndinovhaira newe zvekumakisa Ndakutarisa wakanakisa zvinodadisa It's you my love I promise you babe I'll go meet you I'll never hurt you babe I'm desperately ndadawo mukana newe Dzimwe nguva ndinoku rota wakabata mwana Ndino feeler comfortable ndinewe Ndino feeler comfortable ndinewe Mudiwa wangu iwe Ndoda ndiku ratidze wandoda ndiwe chete iwe Kotsi ndikuratidze ka something You don't have to be a genius To figure what's between us Ndichaku yendesa Manchester, Lancaster pa Easter iwe Gara wandi truster Loving you is like breathing How can I stop never breaking You such a brightness that's why I'm begging Youuuu will you marry me Chinonzi regera ndochiri mumaoko Kwete chandiwa nemoyo Ndiwe watenderedza brain dzangu kunge round about I remember the first time I saw you I pretended to look around but I was looking at you Zvaunoona hurombo rudo ibofu mwana Ndino feeler comfortable ndinewe Ndino feeler comfortable ndinewe mudiwa wangu iwe Ndoda ndiku ratidze wandoda ndiwe chete iwe Kotsi ndikuratidze ka something Ndinovhaira newe zvekumakisa Ndakutarisa wakanakisa zvinodadisa It's you my love I promise you babe I'll go meet you I'll never hurt you babe I'm desperately Ndodawo mukana newe Dzimwe nguva ndinoku rota wakabata mwana Ndino feeler comfortable ndinewe Ndino feeler comfortable ndinewe Mudiwa wangu iwe Ndoda ndikuratidze wandoda ndiwe chete iwe Kotsi ndikuratidze ka something
Writer(s): Tinotenda Prays Gavi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out