制作
出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
声乐
Albert Kapondoro
低音吉他
Cecilia Ndhlovu
声乐
Chibindi
声乐
Kenny Neshamba
康茄鼓
Philani Dube
吉他
Sam Mataure
鼓
Steve Dyer
高音萨克斯管
Themba Mkhize
键盘
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
词曲作者
歌词
Iwe mukuru mukuru mukuru mukuru
Mukuru wangu
Nhai mukuru mukuruwe
Hona nderewe honde
Hini nderewe hewe honde
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Mukuru mukuru (honde)
Mukuru wangu (hwanyamakaka)
Nhai mukuru (honde)
Mukuruwe (hwanyamakaka)
Iwe mukuru (honde) zvamunoona
Mukuru uyu (hwanyamakaka)
Hona nderewe iya honde (honde)
Honde (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuruwe (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Mukuru mukuru (honde)
Mukuruwe (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Honde hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Honde hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru wangu (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hwanyamakaka
Hwanyamakaka
Hwanyamakaka
Hwanyamakaka
Iwe mukuru
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Mukuru mukuru (honde)
Mukuru wangu (hwanyamakaka)
Nhai mukuru (honde)
Mukuruwe (hwanyamakaka)
Uyu mukuru (honde) zvamunoona
Mukuru wangu (hwanyamakaka)
Homa nderewe (honde)
Honde (hwanyamakaka)
Hini nderewe (honde)
Honde (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Hwanyamakaka
Hazvidi hasha rerutsai moyo
Hazvina rukudzo
Kutidyira gaka ndokunei
Hazvidi hasha
Iwe mukuru (honde)
Mukuru (hwanyamakaka)
Mukuru mukuru (honde)
Mukuruwe (hwanyamakaka)
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi