歌词

Dai ndiri shiri ndaibhururuka Ndaibhururuka kuna amai vangu Dai ndanga ndine makumbo mana Ndaimhanya ndoenda kuna ba vangu (Heeei) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu (He dai ndiri shiri kani) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu Ayikho into eqgithi khaya Xa uxakekile une hlungu zakho Akhuko ndawo Akhuko ndawo Efana nekhaya lakho Apho kukhona khona uthando Apho kukhona ukunwaba Apho kukhona izihlobo zako Apho kukhona khona uthando Apho kukhona ukunwaba Apho kukhona izihlobo zako Ayikho into eqgithi khaya lakho Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Into eqgithi khaya lakho) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Eyyyy heyyy heyy) Dai ndanga ndine makumbo mana (Into eqgithi khaya lako) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu Ayikho, ayikho Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Aikho into eqgithi khaya lako) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Eyyyy heyyy heyy) Dai ndanga ndine makumbo mana (Into eqgithi khaya lako) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu Go nkabe ke le nong Ke rakalela godimo ke sae tlase Le kareng fa nkamela dibuka Di nkuka di nkisa mankaleng nkaleng matlhaleng Ko kgo buwiwang ka puo koko le maene a teng Setswana sa teng se le koteng Bomme taola banna teng Makgakgeng a bo madipila Kore ba tansa mokotla sampa dipampentsa Re tlhola re buwa re besa Seno re se bitsa re re boitumelo Maroping kgo tlhokekga poelo Re buwe katsa botshelo Botshelo jwateng le botshelo ba motsogapele Ha re buele semele ke ka moo tshitshilwane e seilweng e lwala (He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Oh dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu (He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu Hapana chekumirira apha Hapana chekumirira apha Hona tari yacho ko chii Hona mari yacho ko chii Hapana chekumirira apha Hapana chekumirira apha Hona tari yacho ko chii Hona mari yacho ko chii Hapana chekumirira apha Hapana chekumirira apha Hapana chekumirira apha Hapana chekumirira apha (He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Oh dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu (He dai ndiri shiri) Dai ndiri shiri ndaibhururuka (Ho ndaibhururuka kani) Ndaibhururuka kuna amai vangu (Hodai ndine makumbo mana) Dai ndanga ndine makumbo mana (Ho ndaimhanya ndaimhanya) Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
Writer(s): Thandiswa Mazwai, Adrian Mupemhi, Tshepo Seate, Don Laka Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out