制作

出演艺人
Killer T
Killer T
表演者
作曲和作词
Killer T
Killer T
作曲
制作和工程
Simblings
Simblings
混音工程师
Major Terro
Major Terro
制作人

歌词

On it producer!
Major
Ungava gweja kana hwindi
Zvese zvinoda chivindi
Usambonyara neku-loader kombi
Vanotoshanda mumahofisi
Takatomuka na 6:00
Pabasa hapadi majokosi iwe
Ndiko kusiyana kwedu kwemabasa
Masoja, magevha, mapurisa
Munoda mari yakawandisa here?
Hanzi d-dhabha kana hwindi
Zvese zvinoda chivindi
Usambonyara uchi-loader kombi
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye ih-h
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye-ye-ye
Tinotobuda kuma 6:00
Muri kupisa muma-streets
Vamwe vanotopona nemazheti
Vachitobatika late
Dhiri rinotsva masikati
Kushanda kubuda sweat
Ma-sister ari muma-streets
Kutengesa zviri muma-skirt
Vaku-balansisa rent
Rakatodarika date
Vanenge vari pa-shift
Pabasa usasvika late
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye ih-h
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye-ye-ye
Kwedu kushaura ndiko kubasa
Vamwe vanotamba makasa
Pabasa handidi kuneteswa ini
Kunyangwe zvakaoma sei
Hatimbomira kutsvaga
Kusunganidza ndiko kubasa
Zvakangodaro toshinga
Ndipo patinoti, "Dzikama."
Hupenyu hwunoda kurongwa
Pane pauchaporonga
Pabasa panoda kuronga
Ungava gweja kana hwindi
Zvese zvinoda chivindi
Usambonyara neku-loader kombi
Vanotoshanda mumahofisi
Takatomuka na 6:00
Pabasa hapadi majokosi iwe
Ndiko kusiyana kwedu kwemabasa
Masoja, magevha, mapurisa
Munoda mari yakawandisa here?
Hanzi d-dhabha kana hwindi
Zvese zvinoda chivindi
Usambonyara uchi-loader kombi
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye ih-h
Iye-ye-ye
Iye ih-h
Iye iye
Iye-ye-ye
Hanzi mabasa anosiyana-siyana
Shandisa nguva nemukana
Munhu wese kwake anowana ha-a
Inga mabasa anosiyana-siyana
Shandisa nguva nemukana
Munhu wese kwake anowana ha-a
Written by: Killer T
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...