Wanitwa Mos 的热门歌曲
类似歌曲
制作
出演艺人
Wanitwa Mos
表演者
Master KG
表演者
Jah Prayzah
表演者
作曲和作词
Mukudzeyi Mukombe
词曲作者
Khaogelo Moagi
作曲
制作和工程
Khaogelo Moagi
制作人
歌词
Wanitwa Mos (Wanitwa Mos)
Zimweya-mweya, zimweya-mweya
Hm-m ini ndarikoniwa
Zvaitoda Mbuya Nehanda
Ah-h ndonzwa kurova kwehana
Hm-m iye-e ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Zvaitoda Mbuya Nehanda
Ndega ndonzwa kurova kwehana
Hiye, hiye ho-o
Hiye, hiye ho-o
Zvakutoda Mbuya Nehanda kana Messiah
Ndega ndonzwa kurova kwehana
Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Ah-h hiye, hiye ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Ah-h hiye, hiye ho-o
Iye hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
Hakuna rwiyo rwaunobvumira (hakune)
Hakuna rurimi rwaunotawura (hi-i)
Hakuna weko waunoyeuka
Haune zivo yoko mwanawe-e (haune zivo)
Hakuna rwiyo rwaunobvumira (rurimi rwamai)
Hakuna rurimi rwaunotawura (yo, yo, yo)
Hakuna weko waunoyeuka (yo, yo, yo, yo, yo)
Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Hakuyendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuyendwe kusina amai
Mangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Wademba-demba, wachema-chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Ah-h hiye, hiye ho-o
Ah-h hiye, hiye ho-o
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Ah-h hiye, hiye ho-o
Hiye, hiye ho-o (ah-h)
Harifambike sango iwe
Harifambike sango here?
Haune zivo
Hakune rurimi, iii, uuu
Haune zivo
Rurimi rwamai
Ah, yo-yo-yo-yo-yo
Ah, yo-yo-yo-yo-yo
Writer(s): Khaogelo Moagi
Lyrics powered by www.musixmatch.com