歌词
Futi, futi handi-
Pere, handipere kanonaka
Handipere (ah ha-ha-ha-a)
Handipere
Pere, handipere kanonaka
(Futi, futi) handipere
Ah, ha-ha-ha-a
They don't want peace, they want war
They want to cut off my knees and toes (toes)
Havadi kuti zvinhu zvangu zvifambe
Vada kundivharira door
He-e he-e he-e
Handigone ku-loser
All l wanna do is win, win
Ende handibvume kupusa (that's for sure)
Hamufe makahwinha nyangwe makada kundi-controller
Vanotumwa na-Satan avo ndovandotoda
He can not bring me down
Look at me, I'm chilling down
Ndakapombonoka (ndakapombonoka)
Vangachibvambure sei (yeah)
Vangachisvisvine sei (yeah)
Tingatosvitsana kumapena
Ini handisi bho
Handipere
Pere, handipere kanonaka
Handipere
Ah, ha-ha-ha-a
Handipere
Pere, handipere kanonaka
Handipere
Ah, ha-ha-ha-a
Okay, okay
Ndiye wama-chooser padhiri muka-scratcher inini
Hazvina ndava, it's okay
Bvisirai inini, wedzerai iyeye
Hazvina basa mutopeyi
Ingori laugh out loud
Nyangwe mukashandisa ma-scream and shout
Hamufe makandichinja in and out
Tiri kubvakacha in and out
'Cause zviri pandiri zvihombe
Mafunga kundi-blocker, ndi-blockei
Mukada kundishora it's okay
Hanzi maifunga ndikaenda handidzoke
Zviri pandiri zvihombe
Mafunga kundi-blocker, ndi-blockei
Mukada kundishora it's okay
Hanzi maifunga ndikaenda handidzoke
(Futi-futi) handipere
Pere, handipere kanonaka
Handipere (ah ha-ha-ha-a)
Handipere
Pere, handipere kanonaka
Handipere
(Ah ha-ha-ha-a)
Vangachibvambure sei
Vangachisvisvine sei
Tingatosvitsana kumapena
Ini handisi bho
Vangachibvambure sei
Vangachisvisvine sei
Tingatosvitsana kumapena
Ini handisi bho
Handipere kanonaka
(Pere, handipere kanonaka)
Haupedze kanonaka
(Ah ha-ha-ha-a)
Usabvume kupedzwa kanonaka
(Pere, handipere kanonaka)
Tambai mhanzi inonaka
(Ah ha-ha-ha-a)
Futi-futi handipere
Written by: Enock Munhenga


