制作

出演艺人
Feli Nandi
Feli Nandi
表演者
作曲和作词
Feli Nandi
Feli Nandi
词曲作者

歌词

Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Ho-o oh mumoyo shungu ndinadzo
Panotaurwa mazita evamwe
Kunzi, "Makabateiko?"
Ndoda rangu rishongwewo
Ho-o oh inini kunge ndiri munhu akabarwa nemunhukadzi
Zvandinogona kukunda pandiri he-e-e zvakashomeka
Pamwe pacho zvinondikweva
Pamwe pacho zvinondisairira
Pamwe pacho zvinondisimbirira
Oh, oh, oh
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Oh-h ndonzwa zviri nyore
Kurarama hupenyu hwekufadza nyama yangu
Ndonzwa zviri nyore
Kubata zvivi zvekufadza maziso evanhu
Ndikaita sendotiza nehupenyu hwangu
Ndoita kunge ndakasara
Nguva yacho yatiri, kufambidzana nazvo
Zvoita kunge ndohupenyu
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba)
Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu)
Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba)
Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu)
Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba)
Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu)
Ndozvireva kwamuri
Oh-h
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Handidi kukutadzirai Changamire
Mugoni wazvo Ndimi (Alicious)
Ndimi mune kundiso
Mugoni wazvo Ndimi
Ndimi mune kundiso
Mugoni wazvo Ndimi
Ndimi mune kundiso
Mugoni wazvo Ndimi
Ndimi mune kundiso
Written by: Feli Nandi
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...