制作
歌词
Gadzirira
Gadzirira
Anondigadzirira tafura yakanaka
Ngatimutambire, ngatimurumbidze
Jehovah ndiye mufudzi wangu, anondichengeta
Anondigadzirira tafura yakanaka
Song 2
Ndaisaziva kuti Mwari makanaka
Mwari Makanaka ah ah
Mwari
Mwari Makanaka
Mwari
Song 3
Tichanoimba Hossana
Tichanoimba Hossana
Pakutenderera Pachigaro chaMambo
Tichanoimba Hossana
Song 4
Mhururu kumatenga
Mhururu kumatenga
Hossana Hallelujah
Hossana Hallelujah
Written by: Public Domain

