歌词

Ndinoda kuti nditore uno mukana wekuti ndikuudze zviri pamoyo wangu, uri chipo kwandiri nekudzinza redu ndinokuda neMoyo une rudo rwese
Ndakaona zvakakodzera kuti iwe neni tive chinhu, chimwe chete woo mukurarama kwedu ne zvaticharonga kusvika tatsaudzwa naMwari Chete woo
Musikavanhu ndimi chete makangwara kudarika isu vanorarama woo, ndizvo saka makati musava mwari mupenyu taipera kufa kuda kutaura nemi
Mashoko iwayo, baba mwana mashoko erudo woo rudo runobva pakatikati pemoyo, rudo sandikupondana baaa chinhu chakadyarwa woo
Mukati mevanhu vapenyu ne vanovararami woo saka tisatambise rudo rudo hupenyu, hupenyu irudo mai mwana Zvinoda kutendwa woo weee
Mai mwana zvinoda kutendwa woo weee
Mai mwana zvinoda kutendwa woo
Mashoko iwayo, baba mwana mashoko erudo
Rudo runobva pakatikati pemoyo, rudo sandikupondana baaa chinhu chakadyarwa
Mukati mevanhu vapenyu nesu vararami, saka tisatambise rudo rudo hupenyu
Hupenyu irudo mai mwana Zvinoda kutendwa oh weee
Mai mwana zvinoda kutendwa oh weee
Baba mwana zvinoda kutendwa oh weee
Baba mwana zvinoda kutendwa oh weee
Nhai yave zvinoda kutendwa oh weee
Mwana zimbabwe, Munyika matishego, Mberikwazvo yoile Inaleta mambo
Alick Macheso yoile, Munyika matishego
Mberikwazvo yoile, inaleta mambo
Mwana zimbabwe, Munyika matishego, Mberikwazvo yoile Inaleta mambo
Asiya America yeropa, Munyika matishego
Mberikwazvo yoile, inaleta mambo
Mashoko iwayo, baba mwana mashoko erudo
Rudo runobva pakatikati pemoyo, rudo sandikupondana baaa chinhu chakadyarwa
Mukati mevanhu vapenyu esu vararami, saka tisatambise rudo rudo hupenyu
Hupenyu irudo mai mwana Zvinoda kutendwa oh weee
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...