制作

出演艺人
Max Marchisio
Max Marchisio
表演者
Gaia Rose
Gaia Rose
声乐
作曲和作词
Massimo Marchisio
Massimo Marchisio
作曲
制作和工程
Max Marchisio
Max Marchisio
制作人

歌词

Vaneni, vaneni
Haiwa-iwa
Vaneni, vaneni
Haiwa-iwa
Vaneni, vaneni
Dai ndakaziva haitungamire (haitungamire)
Dai ndakatokuudza kare (kuti ndaida iwe)
Dai ndakaziva haitungamire (haitungamire)
Dai ndakatokuudza kare (kuti ndaida iwe)
Ah-ha-ha (dai ndakakuudza kare)
Ah-ha-ha (kuti ndaida iwe)
Chiiko chawakandipa? (Chaita ndipenge)
Chiiko chawakandiudza? (Handichakanganwe)
Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo
Chipo, Chipo, Chipo ndiwe chido chemoyo wangu
Ah-ha-ha
Ah-ha-ha
Dai ndakakuudza kare
Dai ndakakuudza kare
Dai ndakakuudza kare kuti ndaida iwe

Written by: Massimo Marchisio
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...