制作

出演艺人
Alick Macheso
Alick Macheso
表演者
作曲和作词
Alick Macheso
Alick Macheso
词曲作者

歌词

Waimuona uchimuchiva nekuda kwerunako rwake, rwaakabarwa anarwo neva bereki vake
Vanondiona vanozviva, fambidzano wangu ini naye kuti, takadaro titori chinhu chimwe chete
Kusaziva kuti anoti tiri ani naani
Kuda zvimwe anoti tiri bhudhi na sisi
Zvimwe zvacho tinonetsa kuzvihwisisa!
"Iye, nekuti ndewangu"
"Iniwo, nekuti ndiri wake"
Kudai ndiri ini zvangu kana kuti dai ndiri iye handairebesa munamato sadza richipora
Kudai ndakazvifunga kare ndaigara ndakangomuudza nezve shoko rangu rerudo naye
Kuverengera chete ndiko kwakaitika
Uyewo zvangu handina wekuchema naye
Kuverengera chete ndiko kwakaitika
"Ini, nekuti handisi wake"
"Iye, nekuti haasi wangu"
Wandapfimba newe unoda kupfimbawo
Wandapfimba newe unoda kuofimbawo
Wandatora newe unoda kutorawo
Wandatora newe unoda kutorawo
"vari-ivo-vaye-vaye-vana muronda tsimba!"
"vasiye-vacharumwa-nechekuchera-aah!"
Wandapfimba newe unoda unoda kuofimbawo
Wandapfimba newe unoda kuofimbawo
Wandatora newe unoda kutorawo
Wandatora newe unoda kutorawo
"vari-ivo-vaye-vaye-vana- muronda tsimba"
"vasiye-vacharumwa-nechekuchera-aah"
Kutora uchisiya, kutora wosiyazve
Kutora uchisiya, kutora wosiyazve
Kupfimba woramba, kupfimba worambazve
Kupfimba woramba, kupfimba worambazve
Hona-zvavave nhasi!
Kutora uchisiya, kutora wosiyazve
Kutora uchisiya, kutora wosiyazve
Kupfimba woramba, kupfimba worambazve
Kupfimba woramba, kupfimba worambazve
Hona-zvavave nhasi, hona-zvavave nhasi
Tarira kwazvakusvitsa-a
Tarira kwazvakusvitsa-a
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...