音乐视频

音乐视频

制作

出演艺人
Janet Manyowa
Janet Manyowa
表演者
Munashe R Ndoma
Munashe R Ndoma
伴唱
Tsitsi Chipondoro
Tsitsi Chipondoro
伴唱
Tsitsi Mushapaidze
Tsitsi Mushapaidze
伴唱
Devine Nhika
Devine Nhika
伴唱
Steff Munyoro
Steff Munyoro
伴唱
Nyasha Pfaira
Nyasha Pfaira
伴唱
John Sithole
John Sithole
伴唱
Brian Musonza
Brian Musonza
伴唱
Joshua Zenenga
Joshua Zenenga
伴唱
Ngonidzashe Chikuse
Ngonidzashe Chikuse
Tinos Traver Musariri
Tinos Traver Musariri
贝斯
Archford Sunguro
Archford Sunguro
键盘
Shingirai Jani
Shingirai Jani
键盘
Panashe Muchenje
Panashe Muchenje
键盘
Thabiso Amuli
Thabiso Amuli
主音吉他
Matthew Ngorima
Matthew Ngorima
主音吉他
Carl Nathan Tinarwo
Carl Nathan Tinarwo
原声吉他
Eric Dubé
Eric Dubé
小提琴
Tichaona 'Stixx' Muchemwa
Tichaona 'Stixx' Muchemwa
打击乐
Raymond Green
Raymond Green
电吉他
作曲和作词
Janet Manyowa
Janet Manyowa
作曲
制作和工程
Mark Montgomery
Mark Montgomery
混音工程师
Andrew Baird
Andrew Baird
制作人
Pumlani Ruiter
Pumlani Ruiter
录音工程师
Tawanda Midzi
Tawanda Midzi
录音工程师

歌词

Munochengeta chitsidzo kuvana venyu
Munovasimudzira
Nokuti makatendeka
Mugodzoredzera utano pahwanga huri
Munovaropafadza
Nokuti makatendeka
Dururai
Dururai
Dururai
Dururai mweya wenyu
Ratidzai
Ratidzai
Ratidzai
Ratidzai kugona kwenyu
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Oh Oh
Oh Oh
Munopedzisa basa ramakatanga
Munotipa pundutso
Nokuti makatendeka
Mugozarura masuwo akavharwa
Munotipa mhinduro
Nokuti makatendeka
Dururai
Dururai
Dururai
Dururai mweya wenyu
Ratidzai
Ratidzai
Ratidzai
Ratidzai kugona kwenyu
Oh Mwari
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Nguva dzose Mwari we
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Oh God
Your name is faithful
And you never change
You never change
Makatendeka
Makatendeka
You're faithful to the end
Makatendeka
In your own words just tell Him
Lord you've been faithful
From day one to this day
I'm grateful for your faithfulness
Saka nyasha dzenyu
Ngadziuye ngadziuye
Tsitsi dzenyu
Ngadziuye, ngadziuye
Ngoni dzenyu
Ngadziuye, ngadziuye
Nokuti makatendeka
Nyasha dzenyu
Ngadziuye ngadziuye
Ngoni dzenyu
Ngadziuye, ngadziuye
Tsitsi dzenyu
Ngadziuye, ngadziuye
Nokuti makatendeka
Mwari simba renyu
Ngariuye ngariuye
Mwari basa rangu
Ngariuye ngariuye
Goho rangu
Ngariuye ngariuye
Nokuti maka
Nokuti makatendeka
Mwari mwana wangu
Ngaauye, ngaauye
Mabasa angu
Ngaauye, ngaauye
Makomborero
Ngaauye, ngaauye
Ooh Oooh
Makatendeka
Makatendeka Ishe
Makatendeka
Nguva dzose
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Ndimi moga makatendeka
Makatendeka
You keep your promises
Makatendeka
Hakuna mumwe wakatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
We lift our hands to a faithful God
Makatendeka
Makatendeka
Saka basa rangu
Ngariuye ngariuye
Mukana wangu
Ngawuuye ngawuuye
Ropafadzo yangu
Ngaiuye ngaiuye
Nekuti makatendeka
Kuponeswa kwangu
Ngakuuye ngakuuye
Mhinduro yangu
Ngaiuye ngaiuye
Dzikinuro yangu
Ngaiuye ngaiuye
Nokuti makatendeka
Mwari simba renyu
Ngariuye ngariuye
Ngoni dzenyu
Ngadziuye ngadziuye
Ngadziuye ngadziuye
Nokuti makatendeka
Mwari mwana wangu
Ngaauye ngaauye
Ngaauye ngaauye
Ngaauye ngaauye
Nokuti makatendeka
Makatendeka
Can we sing together
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
We declare tonight
Makatendeka
Makatendeka
Nguva dzose Mwari we
Makatendeka
Ndimi moga makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Makatendeka
Written by: Janet Manyowa
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...