制作
出演艺人
Starcross
表演者
作曲和作词
Maxwell Dota
词曲作者
Ngonidzashe Sevenzai
词曲作者
制作和工程
Nasperincoming
制作人
歌词
First verse
Magangster muri maactor
Marova prayer kun'anga moenda
Murikuzanganisa mukugwadamira
Nekushumira
Iyahooo
Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi munyu
Yaa
Svondo kuchurch muvhuro monogwadamira midzimu
Yaa
Ngwarira nyengedzo dzinoita mugodzingwa mubindu
Yaa
Hapana chiyedza zvamukuvimba ndezve husiku
Yaa
Vamwe vanotsanya
Vawane mari kumabasa
Kana mari vaiwana
Vakukanganwa uyo akavapa hereeeee
Chorus
Mitemo inegumiii
Yamakarevaaa
Mukaifananidza nemazwi emukushi anembesaaa
Dzakawira pasi shiri dzakanhonga dzikamedza
Vane moyo mukukutu ndidzo dzakawira mujechaaa
Saka iwe uripapi
Hama yangu uripapi
Vadzidzi vouya votipa shoko uchaita zvarehwa nemazwi
Saka iwe uripapi coz mangwana haaite sanhasi
Nyengedzo dzouya ucharamba wakabatirira panamwari hereeee
Second verse
Kune hama dzino dada
Hadzina hanya nekuterera shoko dzvene rinobva kunababa
Ndidzo mbesa dziya dzeparukangarambwe chero mvura ikanaya
Hadzife dzabuda ehe mumoyo menyu mune minzwa inobaya inobaya
Iyaho
Asika nhamo inodzura nyama kana youya mesiya batsirai isu vepavhu rakanaka
Pavhu rakanaka iyahoo
Siya kupomba usabe usauraya usagare muzvivi ugofudzika segwayana
Segwayana ihayoooo
Ngwarira nyengedzo dzinoita mugodzingwa mubindu
Hapana chiyedza zvamukuvimba ndezve husiku
Vamwe vanotsanya
Vawane mari kumabasa
Kana mari vaiwana
Vakukanganwa uyo akavapa
Last chorus
Mitemo inegumiii
Yamakarevaaa
Mukaifananidza nemazwi emukushi anembesaaa
Dzakawira pasi shiri dzakanhonga dzikamedza
Vane moyo mukukutu ndidzo dzakawira mujechaaa
Saka iwe uripapi
Hama yangu uripapi
Vadzidzi vouya votipa shoko uchaita zvarehwa nemazwi
Saka iwe uripapi coz mangwana haaite sanhasi
Nyengedzo dzouya ucharamba wakabatirira panamwari hereeee
Written by: Maxwell Dota, Ngonidzashe Sevenzai