音乐视频
类似歌曲
制作
出演艺人
Chiwoniso
表演者
作曲和作词
Adam Chisvo
作曲
Chiwoniso
作曲
歌词
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde ahindendende, ohoo
Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi?
Ndofamba seiko ini nherera ndisina mari?
Vamwe votenga mota, honai vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani?
Vamwe vovake dzimba shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani?
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah, hwerendende
Maiwe vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi, hwerendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde hindendende
Hinde ahindendende
Ohoo
Ndosvika sei kumusha ndisina mari yebhazi ini?
Ndati ndofamba seiko ini nherera? Handina mari
Honai vamwe votenga mota, maiwe vakagarika!
Ndiudzei kuti Mwari ndewani?
Ah, diko vamwe vovake dzimba, shuwa vakagarika
Ndiudzei kuti Mwari ndewani?
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah iye
Aha-ah, aha-ah, iyerere
Maiwe vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Honai vondiuraya muno munyika yamatsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Honai vondiuraya muno matsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi
Honai vondiuraya muno matsotsi
Baba ndotofira muno munyika yamatsotsi, werendende
Matsotsi, matsotsi, matsotsi, matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika)
Matsotsi (vakagarika), matsotsi (vakagarika), matsotsi
Writer(s): Chiwoniso Chaapocho Maxine Maraire, Adam Chisvo
Lyrics powered by www.musixmatch.com