音乐视频

制作

出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
表演者
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
Oliver “Tuku” Mtukudzi
词曲作者

歌词

Munendipasa manyemwe Munendipasa manyemwe Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe) Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Munendipasa manyemwe ini (munendipasa manyemwe) Ndafunda ndafunda, ndafunda ndafunda ini Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Pamahumbwe ndafunda apa (munendipasa manyemwe) Pamunepembedza vekwedu (munendipasa manyemwe) Ishe mundirangarire (munendipasa manyemwe) Pamunekwidziridza vakwedu (munendipasa manyemwe) Ishe musandikanganwe (munendipasa manyemwe) Apa ndafunfa, ndafunda Pamahumbwe ndafunda Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Pamunedzingidza mapenzi (munendipasa manyemwe) Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Kutiraramisa zuva nezuva (munendipasa manyemwe) Apa ndafunda, ndafunda Ndafunda, ndafunda ini Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe) Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe) Munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe) Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Pamunochengeta varwere (munendipasa manyemwe) Apa munendipasa manyemwa (munendipasa manyemwe) Pamuneraramisa varwere (munendipasa manyemwe) Ishe, munendipasa manyemwe (munendipasa manyemwe) Maitiro enyu changamire (munendipasa manyemwe) Munendipasa manyemwe hinde (munendipasa manyemwe)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out