最熱門過去 7 天
00:15 - 00:20
在過去一週內,Halla 最常出現在 大約在下列歌曲的 15 秒處: 這首歌中
00:00
00:15
00:35
01:30
01:35
02:00
03:15
00:00
03:26
積分
演出藝人
Jah Prayzah
演出者
詞曲
Jah Prayzah
作曲家
製作與工程團隊
DJ Tamuka
製作人
Lizer Classic
製作人
歌詞
Mili
I miss you my girly yo, kurisei ikoko mhiriyo?
My love will never die no, no, asi moyo wangu
Moyo wangu unoramba uchibvunza kuti why?
Chiiko chinoita kuti zvindibaye paya, paya paunoti bye
Tsviriyo, tsviriyo, oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Moyo wangu waukona imbo-halla (halla)
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla)
Inga tainanaidzana kufamba
Haiwa dzamutsana mutsana, kutamba
Pfungwa dzakakangaidzika, hana
Kuti zvimwe pamwe ndaruza mwana
Kuterera pangaudzika, hana
Ndoswerero dzambire zuva, hama
Chishuwo chiye chandiundura, ganda
Chandinongo chema inguva, famba
Dzanga dzakumoneredza hasha
Ndanga ndakukanganisa muhana
Kuedza kuumbiridza hukama ndokuperera
Mudiwa wangu wandicherera gomba
Ndakusuwa, rwendo runo inini ndofa
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla)
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla)
Kuti dzvoko, dzvoko ndakamirira murima imomo
Kuhope ndirere ndokurota wakasenga chirongo
Kuti ngo-ngo-ngo-ngo, kundirovera chipikiri kuti ngo
Darlie wangu, mutoro wacho kurema kunge dombo
Mumambure makapinda vamwe, haudi here?
Kamusha kedu pamsoro pegomo, haudi here?
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla)
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla)
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Moyo wangu wauponda imbo-halla (halla)
Oh, iyee, ehh, babe halla (halla)
Iwewe kurova kunge ngoda, imbo-halla (halla)
(Hai) mai mwana pinda munzira
(Hai) aah ndigokuchingura
(Hai, hai) ahh, nana, nanaira
Haa ndigokuchingura
(Hai) mai mwana pinda munzira (nanaira)
Haa ndigokuchingura (hana inorova)
Ahh nana nanaira (moyo kutosunga)
Haa ndigokuchingura (kuti nga-nga-nga)
Mai mwana pinda munzira (nanaira)
Ndigokuchingura (hana inorova)
Ahh nana nanaira (moyo kutosunga)
Ndigokuchingura (kuti nga-nga-nga)
Ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh, ahh
Written by: Jah Prayzah

