積分

演出藝人
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
聲樂
The Four Brothers
The Four Brothers
聲樂
詞曲
Marshal Munhumumwe
Marshal Munhumumwe
作曲

歌詞

Vakomana musatiseka takabvawo neko
Vasikana musatiseka takabvawo neko
Vazukuru musatiseka takabvawo neko
Vana vemazuvano mukaona chembere moseka
Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka
Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko?
Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko?
Ndaimbove mhandara yaityisawo muzukuru
Ndaimbove mujaya ainetsa mazuva angu
Iwe wakazvarwa wakadaro here muzukuru?
Hauone here kuti kukura kwauri kuita?
Vakomana musatiseka takabvawo neko
Vasikana musatiseka takabvawo neko
Vazukuru musatiseka takabvawo neko
Vana vemazuvano mukaona chembere moseka
Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka
Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko?
Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko?
Ndaimbove mhandara yaityisawo muzukuru
Ndaimbove mujaya ainetsa mazuva angu
Iwe wakazvarwa wakadarowo here muzukuru?
Hauone here kuti kukura kwauri kuita?
Mazuva mazhinji, makushe emombe mashoma funga
Vakomana musatiseka takabvawo neko
Vasikana musatiseka takabvawo neko
Vazukuru musatiseka takabvawo neko
Vana vemazuvano mukaona chembere moseka
Vana vemazuvano mukaona harahwa moseka
Hamuzivi here kuhumhandara takabvawo neko?
Hamuzivi here kuhujaya takabvawo neko?
Ndaimbove mhandara yaityisawo muzukuru
Ndaimbove mujaya ainetsa mazuva angu
Iwe wakazvarwa wakadarowo here muzukuru?
Hauone here kuti kukura kwauri kuita?
Mazuva mazhinji, makushe emombe mashoma funga
Written by: Marshal Munhumumwe
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...