積分
演出藝人
Poptain
演出者
Allanah
演出者
詞曲
Poptain
作曲
Clai Map
詞曲創作
製作與工程團隊
Cymplex music
製作人
歌詞
Nash Nation (Simplex Music)
Huya kuno, huya kuno
Ooh Lord, Lord, Lord, Allanah
Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Tamba, tamba usanyara (haa) bvuma kupushwa kunge bhara (ye)
Mudaidze uchiti mudhara (haa) futi mune bhutsu yakanaka (ye)
Wotomu-comforter wo, muti, "Munobuda pamaphoto"
Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Ende akanyepa usamuudze, mututumadze umuti, "Idama iroro"
Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti, "Imbama iyoyo"
Ane ka-this, ane ka-that, Mbada this, Mbada that
Ganda renyu rinobvumwa nevhat, iwe uchiziva urikufadza mutengi
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Watora mari usaite kunge wemogo (usakanganwe kufadza mutengi)
Ita kupusa kuseka majoko (kana uchinge wafadza mutengi)
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Chief Jay
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe mutarisi Nash
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe Boss Thumelo
Watora mari usaite kunge wemogo, usakanganwe big things
Usakanganwe Prezha Manager, usakanganwe P Money
Usakanganwe Ginimbi, usakanganwe Boss Pound
Usakanganwe P Lodza, usakanganwe Rockafella
Silent killer paJoza
Huya kuno, huya kuno
Allanah, Simplex Music
Huya kuno, huya kuno
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Fadza mutengi wehwahwa (aha-ha)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Kurumidza kuguta usaite kuruta (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Fadza mutengi wedoro (rehh) (Evolution) (aha-ah)
Fadza mutengi wedoro (rehh)
Yardboy (aha-ah)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga (iwe uchiziva wafadza mutengi)
Written by: Clai Map, Poptain