積分

演出藝人
Freeman HKD
Freeman HKD
演出者
詞曲
Emegy Chizanga
Emegy Chizanga
作曲
製作與工程團隊
Trinnie Rodrick Paul Matakwi
Trinnie Rodrick Paul Matakwi
製作人
Ngoni Shamudzarira
Ngoni Shamudzarira
製作人
Rodney Beatz
Rodney Beatz
混音師

歌詞

Huhwii huhwii
Hoyoooo
Five star Gallis
Ndakabvira kare ndichiridza huhwii
Aindichenamira uyu ndaridza huhwii
Kwaingove kutamba pasina win
Achiti ndikakuda ndokuisa paii
Asindicheukira ndaridza muridzo
Huhwii huhwii
Aitondiona sendisina dhiri
Ndati huhwii hwuhwii
Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho
Huhwii hwuhwii
Akazondiona ndane 4 mavhiri
Akuti Huhwii hwuhwii
Airamba kundichuna nebizo
Achiti akandiona aichinja road
Ndotora girazi ndozvitarisa chiso
Ndombozvibvunza asi handisi bhoo
Shamwari dzangu dzaindipa simbisoo
Dzonditi ratidza ushinga sa team bho
Ramba uchitraya kunge Tryson
Ita kuti mwana auye ku DangerZone
But aiganza
Aitsenga mvura
Ainditarisa kunge arikuona shura
Ndichingoti nerimwa ramazuva acha bvuma
But haana kundipa nguva
Asindicheukira ndaridza muridzo
Huhwii huhwii
Aitondiona sendisina dhiri
Ndati huhwii hwuhwii
Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho
Huhwii hwuhwii
Akazondiona ndane 4 mavhiri
Akuti huhwii hwuhwii
Takazoti tasangana
Zvakaringana
Ndichi croozah paside ndine muskana
Mai mpfanha nyama-nyama yemwana
Pachi Gallies kuganza hatimbotana
Paque yema kombi
PaCoppa Cabbana
Ndakamu waver nepawindow ndiri kachana
Kana iye akazvi feela ndichidarika
Kuti ya VVVTT yekwa Stunner
Ndakabvira kare ndichiridza huhwii
Aindichenamira uyu ndaridza huhwii
Kwaingove kutamba pasina win
Achiti ndikakuda ndokuisa paii
Asindicheukira ndaridza muridzo
Huhwii huhwii
Aitondiona sendisina dhiri
Ndati huhwii hwuhwii
Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho
Huhwii hwuhwii
Akazondiona ndane 4 mavhiri
Airamba kundichuna nebizo
Achiti akandiona aichinja road
Ndotora girazi ndozvitarisa chiso
Ndombozvibvunza asi handisi bhoo
Shamwari dzangu dzaindipa simbisoo
Dzonditi ratidza ushinga sa team bho
Ramba uchitraya kunge Tryson
Ita kuti mwana auye ku DangerZone
But aiganza
Aitsenga mvura
Ainditarisa kunge arikuona shura
Ndichingoti nerimwa ramazuva acha bvuma
But haana kundipa Nguva
Asindicheukira ndaridza muridzo
Huhwii huhwii
Aitondiona sendisina dhiri
Ndati huhwii hwuhwii
Aiti handidi mukomana anogerwa bhibho
Huhwii hwuhwii
Akazondiona ndane 4 mavhiri
Akuti huhwii hwuhwii
Written by: Emegy Chizanga
instagramSharePathic_arrow_out

Loading...