album cover
Ipapo
764
R&B/Soul
Ipapo 由 Feli Nandi 於 2021年11月22日發行,收錄於專輯《Ipapo - Single》中
album cover
發行日期2021年11月22日
標籤Feli Nandi
旋律
原聲音質
Valence
節奏感
輕快
BPM87

積分

演出藝人
Feli Nandi
Feli Nandi
演出者
詞曲
Feli Nandi
Feli Nandi
詞曲創作

歌詞

I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo
I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo (Alicious)
Ndakatsvaga chiyedza kwamuri oh-oh
Mukati ramba wakabatirira, wakabatirira ipapo
Dzingave rondedzero pfumbamwe, hadzikwane
Pfungwa dzangu nokusara kwadzo dzinogumirwa
Ipapo, ramba wakabatirira ipapo, ipapo oh
Ukachitsvaga uchachiwana
Ukachiwana uchachitenda
Ukachitenda uchapuhwa zvimwe
Ukachitsvaga uchachiwana
Ukachiwana uchachitenda
Ukachitenda uchapuhwa zvimwe
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Ipapo, ipapo (i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Waita masanga nemhepo-o-o-o
Zvoita sezvisina chimuko-o-o-o
Ndiyani simba pasi pezuva he-e-e?
Iwewe ramba wakabatirira uchatungira nenguva (ukachitsvaga uchachiwana)
Inguva (ukachiwana uchachitenda)
(Ukachitenda uchapuhwa zvimwe) heee, ramba wakabatirira ipapo (i-i-i-i ipapo)
Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo)
Wakabatirira wakabatirira wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
I-i-i-i-ipapo (ipapo ipapo)
Ramba wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira (i-i-i-i ipapo)
Ipapo (ipapo ipapo) oh, oh, oh
Alicious
Written by: Feli Nandi
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...