音樂影片

積分

出演艺人
Freeman HKD
Freeman HKD
表演者
作曲和作词
Freeman HKD
Freeman HKD
作曲
制作和工程
Oskid
Oskid
制作人

歌詞

No woman, no man in this planet is more than life (more than life) Ko unozviuraira mumwe munhu why? Oskid Production Zvamaimanje ihondo nemjolo Kudarika zuva, uri kupisa mjolo Magalis toti bodo hatifire mjolo Tenga cement uise mumoyo wada mjolo Usanyanya ku-spicer kana wamuda Zvinhu ngazviitike automatically Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Rudo runoda wadzikamisa pfungwa Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin Ngoma randanyora rine ka-something Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity Mjolo wakonzera ma-coffin Nyararai sh-h tapinda mu-class Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson Yatisiya takaneta iyoyi phase Kubva nhasi ziva hauna personal person Musatsamwa kana, sister yajolewa blazi Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars Saka garai mazviziva kubva nhasi Usanyanya ku-spicer kana wamuda Zvinhu ngazviitike automatically Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Rudo runoda wadzikamisa pfungwa Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Rudo haruna basa kuti uri bad man kana gangster Unoshandisa iPhone kana, Samsung Tune rino ndere mashumba nema-sistran Torai nguva muteerere ngoma ra5 star Nyangwe zvikadii ngatisa-commite suicide Haungafire Gilbert kana Nomsa Unobuda paheadline kuma 9 Wakupostwa neZimcelebs nePunchstar You want to end ya life, fi who? Fi wa? Uno better think twice you are too smart No girl, no boy worth more than life Oskid mi never tell no lie Zvamaimanje ihondo nemjolo Kudarika zuva, uri kupisa mjolo Magalis toti bodo hatifire mjolo Tenga cement uise mumoyo wada mjolo Usanyanya ku-spicer kana wamuda Zvinhu ngazviitike automatically Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Rudo runoda wadzikamisa pfungwa Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Ndipei mukana ndikutichei ma-cousin Ngoma randanyora rine ka-something Ungwarire kudonhedzwa pasi ne-gravity Mjolo wakonzera ma-coffin Nyararai sh-h tapinda mu-class Mwana wekwaChizanga awuya ne-lesson Yatisiya takaneta iyoyi phase Kubva nhasi ziva hauna personal person Musatsamwa kana sister yajolewa blazi Waukujola naye kune mumwe ihanzvadzi Ndiri kutawura feya handisi kumbokanda ma-bars Saka garai mazviziva kubva nhasi Usanyanya ku-spicer kana wamuda Zvinhu ngazviitike automatically Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare Rudo runoda wadzikamisa pfungwa Zvimwe zvamunoita hazvisi necessary Tangai manyatsofunga Chimboteererai doctor vemagitare
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out