音樂影片
音樂影片
積分
演出藝人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
聲樂
Chibindi
聲樂
Eric Picky Kasamba
邦哥鼓
Kenny Neshamba
康加鼓
Mary Bell
聲樂
Never Mpofu
低音吉他
Philani Dube
吉他
Richard Matimba
電子琴
Sam Mataure
鼓
詞曲
Oliver “Tuku” Mtukudzi
詞曲創作
製作與工程團隊
Dave Segal
母帶工程師
Mark Biagio
混音師
Peter Pearslon
混音師
歌詞
Sheidza mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaiti chicha toredzera vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Nyamba chaifuratira vakuru
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaichiyeva chiri mumakura
Ndaiti mangwana tingazobopawo
Chichandirimira chazokura
Pidigu mai vemwana chandipfuura
Sheidza mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Dana mai vemwana ndakuvara kuno
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Nyamba chaifuratira vakuru vaya
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh)
Ndaiti mangwana tingazobopawo isu (ahhh)
Chichandirimira chazokura (ahhh)
Pidigu mai vemwana chandikunda
Ndaichichiva tiri mumakura (ahhh)
Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh)
Chichandirimira chazokura (ahhh)
Pidigu mai vemwana chandikunda
Sheidza mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Dana mai vemwana ndakuvara
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaiti chicha toredzera vakuru vacho
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Nyamba chaifuratira vakuru vacho
Pakupingudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Ndaichichiva chiri mumakura (ahhh)
Ndaiti mangwana ndingazobopawo (ahhh)
Chichatirimira chazokura (ahhh)
Pidigu mai vemwana chandipfuura
Ndaichiyeva chiri mumakura (ahhh)
Ndaiti mangwana tingazobopawo (ahhh)
Chichatirimira chazokura (ahhh)
Pidigu mai vemwana chandipfuura
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi