音樂影片
Oliver “Tuku” Mtukudzi 熱門歌曲
積分
出演艺人
Oliver “Tuku” Mtukudzi
表演者
作曲和作词
Oliver “Tuku” Mtukudzi
词曲作者
歌詞
Imi baba manyanya
Imi baba manyanya
Imi baba manyanya kurova Amai
Ndimi baba manyanya kutuka Amai
Munoti isu vana tefara sei?
Isu vana tefara seiko?
Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu apa
Imi baba manyanya kurova Amai
Ndimi baba manyanya kutuka Amai
Munoti isu vana tefara sei?
Isu vana tefara seiko?
Kana mai vachichema pameso pedu
Kana mai vachingochema pamberi pedu apa
Vati ponda hako ndifire pavana
Ponda hako ndifirewo pavana vangu ava
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakiwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vauya vakoriwa (tozeza baba)
Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya
Chavanotadza chiiko, chinomirira madhakiwa?
Idoro here rinoti mai ngavatukwe?
Idoro here rinoti mai ngavarohwe?
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Vauya vadhakiwa (tozeza baba)
Tozeza baba (tozeza baba)
Baba chidhakwa (tozeza baba)
Tozeza baba ava (tozeza baba)
Vauya vakoriwa (tozeza baba)
Hoyi hoyi hoyi hoyi manyanya
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (hoaya oh)
Oh, oh, oh (ho baba)
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
(Ho baba) ngiri nwingwi ngwangwa ngwe
Unokuvara iwe
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com