歌詞

Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama Ndati musanditorere Mwana uya ndinomuda Ndati musanditorere Mwana uya ndinomuda Makanga muri kupiko machinda Pandakandomusarura kumuzinda wevakadzi vakatsvinda Riri gombo hausi munda Vadzimu vedu vakarumwa kare nenda Izvi zvabva zvandifungisa murambinda Rudo haruna ane mari kana akafunda Inyaya inoperera kumarinda Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama Ndati musanditorere Mwana uya ndinomuda Ndati musanditorere Mwana uya ndinomuda Stadzo Stallo Stars Ipapo apa Jah Junior MJ himself Vamwe vanofa vachikana Hana dzavo dzinoshushikana Ndibateiwo vakomana mukangondisiya torwisana Nenyaya yevasikana vazhinji vakapokana Vamwe vakatorerana vakasvika pakupondana Mumwe achiti girlie Mumwe achiti darlie Kunyepera hushamwari Uchida rudo rwemari Kunyepera hushamwari Uchida rudo rwemari Rudo rwemari Rudo rwemari Rudo rwemari Rudo rwemari Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana (Tigotenderana) Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama (Tocheka hukama) Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana (Kana tatenderana) Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama (Tocheka hukama) Ndati musanditorere (Musanditorere) Mwana uya ndinomuda (Ah ah) Ndati musanditorere (Musatora) Mwana uya ndinomuda Simuka iwe Simuka Simuka iwe Hona Ngodza, Kuda wacho Wessie Simuka simuka simuka simuka Dario rachona riripi Mother Fildah varipi Daidzai Sulu nakaPfupi Nekuti nguva ipfupi pfupi Kana mashaya kuti vari kana ngoma yacho haingariri Nevari nyikadzimu varume ndo Kuti kana taita mangoma hatichatangika Kana kune vachiverengwa vachikwata Kuti nguva yasvika inodiwa nechita Mudariro Monica Pinda mudariro Fiona Mudariro Monica Pinda mudariro Fiona Mudariro Monica Pinda mudariro Fiona Simuka Waiona Jabulani Ndlovu producer wangu Bata basa Blessing Blessman bata basa Nyaya yacho waiona Simuka Simuka Simuka Namother Fildah Hona nyaya yacho Freddie Majalima Kapfupi sahwira mukuru
Writer(s): Michael Agustus Kennedy Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out