Music Video

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Celscius
Celscius
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Celscius
Celscius
Songwriter
Oskid
Oskid
Composer

Lyrics

Oskid Celscius again Nako Music Say na na na na Oh ha-a Say na na na na Shuwa patinofamba munzira umu Tosangana nezvizhinji zvatinoona Zvatinobatanidzira mukati meraramo Pasi pano Zvichida uri pane wako mushando Zuva nezuva uchidzidhonza tamboka Vamwe vanotumira zvikwambo Vokutsikirira sechipikiri pasando Asi hupenyu imweya Hunoda kuchengetedzwa Kubva muhondo yemuchadenga Nguva ino zvoda kunyengetera Ukasadaro uchazowanikwepi? Kuchipatara kana kuti kujeri? Ende unombotemba nei? Zvenyika here kana gosperi? Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Gore rinopera uchipukuta ziya Kushandira chikafu nekubhadhara imba Wakatarisa vamwe vachibudirira Kurwadza kwazvinoita, bvunza anoziva Asi kune vamwe vakatadza kupa tsananguro Vakapasa zvakadarikidza kuchikoro Vari kupengeswa nehama dzine moyo moyo Vanoda kahupenyu kepamusoro soro Asi hupenyu imweya Hunoda kuchengetedzwa Kubva muhondo yemuchadenga Nguva ino zvoda kunyengetera Ukasadaro uchazowanikwepi? Kuchipatara kana kuti kujeri? Ende unombotemba nei? Zvenyika here kana gosperi? Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Vamwe vari kurwara vari muzvipatara Pasina kana chavambotadza Mhosva ndeye nzvimbo dzavakanotandara Vachiti kufara asi zvakazorwadza, ah-h Satan anonyangira Paya paunenge wavarairwa Saka hama gara wakangwarira Vanosara vangazorasikirwa Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Kana ukaziva kwekuchemera Hupenyu hwako haumbokuremera Jah Jah ndivo vega vanokugonera Makomborero vagokudonhedzera Ah so mi go say Oh dang digi dang Dang dang dang dang Dang digi dang Dang dang dang dang Dang digi dang Dang dang dang dang He-e yeah yeah Ah na na na na eh Digi dang Dang dang dang Dang digi dang Dang dang dang Dang digi dang Dang dang dang He-e yeah ah
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out