Lyrics

Make Sure, through Prophet Passion Java, Twabam Ndipei ndimboimbira vakandizvara Ndoshaura nemoyo handimbonyara Mukati memoyo maanogara Achindinzwa inini ari kufara Ndimi anyakubereka, anyakutumbura Ndimi makatakura, makatambura Ini mwana wenyu, mhamha ndapembera Ndotanga nekutenda, nhasi ndaombera Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Inzwai mhamha amai vemunhu Mufaro wandinawo hauna muganhu Shanu uku shanu, dzarovana shanu Teerera shanu dzarovana shanu Ndinoda kutenda pese pamakatemha shamhu, musingatarise mhumhu Pese pamakabika, pese pamakawacha, pese pamakabvunza zvataura teacher Mhamha, mhamha, mhamha amai vangu Mhamha, mhamha, mhamha Ndimi anyakubereka, anyakutumbura Ndimi makatakura, makatambura Ndini mwana wenyu, mhamha ndapembera Ndotanga nekutenda, inzwa ndaombera Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha vangu (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndoombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Vachabvunza, ndopindura mubvunzo Vese ndichavaudza kuti muri uto Ndisingakukanganwei, handikusiyei Pandinonoisa wangu munamato Munodadisa, ndovarwisa vanoda kuzvipikisa Simba rangu riri mamuri, munenge muneni pamunenge muri Chisiya chizvarwa chako, chikupfekedze nyembe dzako Ndinoziva shuviro yako, kuyambuka kwemwana wako Ndimi anyakubereka, anyakutumbura Imi makatakura, makatambura Ndini mwana wenyu mhamha, ndapembera Ndotanga nekutenda, inzwa ndaombera Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera) Ndaombera maoko mhamha (haiwaiwa) Mhamha ava (haiwaiwa) mhamha ava (haiwaiwa ndaombera) Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera Haiwaiwa, haiwaiwa, haiwaiwa ndaombera Fiona, amai Kudzanai, amai Anoe, amai Tafadzwa Christine Java, amai vaPassion Java, oyee
Writer(s): Clai Map Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out