Music Video

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Tawanda Sibotshiwe
Tawanda Sibotshiwe
Songwriter
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Lyrics

Hanzi wangu mutema tema Asi handidi naye (naye) Chauya futi Chadzoka futi Gafa zvekare Chinonzi rega ndechiri muruoko (ndechiri muruoko) Jusa, kwete chiri mumoyo Chiri mumoyo Hanzi wangu mutema tema Asi handidi naye (naye) Hanzi haabvire kuchenaba Ini handidi nayee (naye) Vari kuda kundiudzira Dai mambomira kundichoosira Panapa rudo ruri kubvira Kushoropodza kwenyu kukuchidzira Shamwari changu chihachi (boss) Ndakabvisira ndakapfeka bhachi (moti) Yamunopembedza muchiti ihot Ikauya kudumba kwangu inot Saka ndakataya knot Vamwe voti ndakamhanya sematyre 40 Rudo ruri kupisa kunge fire boat Handicheuke shure semukadzi waLot Oskid Hanzi wangu mutematema Asi handidi naye (naye) Hanzi haabvire kuchenaba Ini handidi nayee (naye) Vari kuda kundiudzira Dai mambomira kundichoosira Panapa rudo ruri kubvira Kushoropodza kwenyu kukuchidzira Ndichange ndiinaye kusvika muguva SaDhewa kupinda mumvura Ndichakuchengeta pachipfuva Ndatikoshese ino nguva Ndiri happy naye Musandipe zvandisingade Moyo wangu wakaperera ipapo Zvinotanga zvonoperera ipapo Hanzi wangu mutema tema Asi handidi naye (naye) Hanzi haabvire kuchenaba Ini handidi naye (naye) Vari kuda kundiudzira Dai mambomira kundichoosira Panapa rudo ruri kubvira Kushoropodza kwenyu kukuchidzira Hanzi wangu mutematema Asi handidi naye (naye) Hanzi haabvire kuchenaba Ini handidi naye (naye) Vari kuda kundiudzira Dai mambomira kundichoosira Panapa rudo ruri kubvira Kushoropodza kwenyu kukuchidzira
Writer(s): Tawanda Sibotshiwe, Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out