Lyrics

KwaGutu ndakasvika naniko? KwaMurehwa ndakasvika naniko? PaHwedza ndakagara naniko? Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge KwaGutu ndakasvika naniko? KwaGutu ndakasvika naGeorge Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano KwaGutu ndakaenda naniko? KwaGutu ndakaenda naGeorge PaHwedza ndakagara naniko? PaHwedza ndakagara naGeorge Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano KwaGutu ndakaenda naniko? KwaGutu ndakaenda naGeorge Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge Mozambique ndakayambuka naniko? Mozambique ndakayambuka naGeorge Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye) NaTombi ho wandiona (iye, iye) Chimurengawo pano (iye, iye) NaTondi ho wandiona (iye, iye) Chimurengawo pano (iye, iye) NaTobi wandiona (iye, iye) Chimurengawo pano (iye, iye) NaTombi wandiona Tombi iwe! Tombi iwe! Tombi iwe! Tombi iwe! Bereka mwana tiende Bereka mwana tiende Kwatabva kure kure Bereka mwana tiende Bereka mwana tiende Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano (iye, iye) Iyawo chimurenga (iye, iye) Chasvitsawo pano KwaGutu ndakaenda naniko? KwaGutu ndakaenda naGeorge Chimurenga ndakarwawo naniko? Chimurenga ndakarwawo naGeorge KwaGutu ndakaenda naniko? KwaGutu ndakaenda naGeorge (iye, iye) NaToki wandiona (iye, iye) Panowo chimurenga (iye, iye) NaToki wandiona (iye, iye) Panowo chimurenga (iye, iye) NaTombi wandiona (iye, iye) Panowo chimurenga (iye, iye) NaTondi wandiona (iye, iye) Pano Bereka mwana tiende Bereka mwana tiende Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure Bereka mwana tiende Bereka mwana tiende Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure Bereka mwana tiende Bereka mwana tiende Kwatabva kure kure Kwatabva kure kure
Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out