Lyrics

(I'm not nice) (KeNako Music) (I'm, I'm not nice) Gafa kusvika ndafa Oskid Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (rakuvaimbira) Inzwa maungira I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right" Ndini, ndini, ndini, ndini Ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini Ngavatokaka dzisimbe Hona chingoma chacho zvachaita vanhu vomhanya waya Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya Inzwa mapunchline Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini Haikona mhani I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right" Ndini, ndini, ndini, ndini Ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini Ngavatokaka dzisimbe Ndakasiya zvemabeef, saka haikona kunonditsvaga kuNyamachoma Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer Pachigaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man ati ndamuShona Kunge teacher varikumaka Shona, vonditi wagona (wagona) Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKeNako Nekuti kapattan kanetsa patonaz kacho ndini ndinako Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (rakuvaimbira) Inzwa maungira I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right" Ndini, ndini, ndini, ndini Ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini Ngavatokaka dzisimbe Hona chingoma chacho zvachaita, vanhu vomhanya waya Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah MaGafa obigga, zvimoko ndozvondikissa ndiri paflyer Kunoku mangoma ndini ndomaita Yadah saMagaya Inzwa mapunchline Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine Dziri kutambiswa maClux mumasendiraini Haikona mhani Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti; "Gafa iri haisi right" Ndini, ndini, ndini, ndini Ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini Ngavatokaka dzisimbe
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out