Lyrics

Nhamo une chitema ndakakutsvakira Diprosone Hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona Gafa (Gafa) Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars? (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler Waindiswedza nenzara seGafa ndaiku-doubler Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra" Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura Pataikukwata tichikutiza takapfuura Tasimudza musoro zvino tokukwatura Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars? (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz Gafa zvino rotarisa nhamo richilachuka (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha) Ma-green nema-Bond tiri kungochapura (ha-ha-ha-ha-ha-ha-ha) Hona zvakuita chiGafa icho, vamwe vakuti izvoni, "Dai chafa icho" Vari kurwadziwa havasati vati nhasi, tinovapa ma-caffenol Ghetto chiGafa pattern, kana ndohle mari, ava ma-one, one Tarisa kana fashion, kastep kacho ndichibuda muJan Jam Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars? (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz Zvese zvawakandiita zvakudzoka zvaka-doubler Waindisweeda nenzara seGafa ndaiku-doubler Ndizvo zvakazoita kuti ndizoti, "Abracadabra" Chionaka manje chiGafa chiye chakufura patafura Pataikukwata tichikutiza takapfuura Tasimudza musoro zvino tokukwatura Kwawaitiwana hauchatiwana ikoko (wana ikoko) hatisisiko ikoko Hello nhamo, Gafa radzoka ku-recovery Iwe nhamo, hauchapapoya ndava covered Saka (karma, karma) uchapapoya sei paine ma-Dollars? (Karma, karma) itoita soft kunge drink dopaz
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out