Lyrics

Zvotoita kuno, zvotoita kuno, zvotoita kuno (Zvobaya kunge pfumo) Zvotoita kuno (ah) zvotoita kuno (ah) zvotoita kuno (Aya ndiwo magumo) Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (Pasina mvumo) Mai zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno imi (Sendooyava tsumo) Zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno (iyaho) zvotoita kuno isu (Unokanda mapfumo) (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo We party all night, sleep all day Izvo zvirwere zvatadzwa nema Doctor, Sly kana Dre Mabhebhi achitengesa, kwahi tiri OK Chero kusina bhora, zuva haripere usina kuona mugheyi I can't believe this, chingwa chiripo, but apa hachisisina piece Vamwe vatova ma earthist, kuzviita varidzi ve Earth Zvondi shocker Chris Maskero tinawo but tava kuyenderera Hatisisina kana chinhu chinoyera Chitaurirwa hunyimwa, huyai muzvionere Varoyi ijahwi, mapere haapere Makatisika wani nemufananidzo, Mwari Asi vavakunamata mufananidzo, Mwari Aya ndoo madhunamutuna, makuna-kuna But hakuna hakuna mambo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo Hanzi ihondo, matroops achiitwa let loose Hazvisisirini izvotozviona paNews Whole world kupfeka mask, nekuda kwecorona But look, we thought Hakuna zvirwere zvimwe zvichazongonyuka kunze kwaMunyukwi Takungoudzwa nezve marights, marights marudyi Mporofita uko, nánga uko, vachiudzana kuti handikutyi Mupfumi achiita mari, ashandirwa nevarombo Hatichakandirana mari, takukandirana matombo Nehanda Nyakasikana, Zambezi to Limpopo Varikugovana vega, munda wamakasiya riri gombo Ndikakuudzai zvavakandiita, munochema Ndirikumisidzana nevanhu vanorema Ndikakuudzai zvese ndozoita hwaMaskiri Wekuzonzi ifodya dzipi dzauri kubhema Zvaakuda imi Mwari, pamuri ndiri dependend Satan ndichamu rhevha pandichaita Reverend (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo Zvotoita kuno Ingori herere herere herere herere Zvotoita kuno Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere Zvotoita kuno Ingori herere herere herere herere Zvotoita kuno ah,ah,ah,ah Angori mangwenjere, ngwenjere, ngwenjere, ngwenjere (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vanhu vese vozviita ana muzvina fundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Pasi parohwa nenyundo, pasi parohwa nenyundo (Herere herere pakuitika madhunamutuna) (Herere herere pakuitika madhunamutuna) (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Vadzimu vatsamwa, vadzimu vatsamwa (Herere herere pakuitika madhunamutuna) Oh yeah
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Tinashe Gonzara Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out