Lyrics

Rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai Rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai Musati zvandaroorwa ini handichageza ini Musati zvandawanikwa ini handichachena ini Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai Rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai Musati zvandaroorwa ini handichageza ini Musati zvandawanikwa ini handichachena ini Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai Varume ipwere vanotorezvwa sevana vacheche Varume ipwere vanotorezvwa sevana vacheche Musachembere patsika chemberai panyama yenyu Musachembere pahunhu chemberai panyama yenyu Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai Makatemba kusiiwa makatemba Makatemba shuwa makatemba Makatemba kusiiwa makatemba Makatemba shuwa makatemba Musachembere patsika chemberai panyama yenyu Musachembere pahunhu chemberai panyama yenyu Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai Makatemba kusiiwa makatemba Makatemba shuwa makatemba Makatemba kusiiwa makatemba Makatemba shuwa makatemba Musachembere patsika chemberai panyama yenyu Musachembere pahunhu chemberai panyama yenyu Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Koo kuchena kwehumandara makaisepiko mai? Chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega Chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai Makatemba kusiiwa makatemba Makatemba shuwa makatemba
Writer(s): Marshall Munhumumwe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out