Lyrics

Attention all peoples Tirarira swaaah inini ndini ndarira Well its a boom beto and jah signal Ko paye maireveiko jah man pamaiti mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawakati tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa na mai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka Ndanga ndaona zi heavy muchina raifamba richigwina gwina Ndakabva ndatofunga katarina Tikasara takasticka pacorner Kunyepa rasta mune ruchiva Hamudi kuona panobhururuka njiva Ndopamunoburutsa zvirekeni zvenyu monengedzera muchibva ma tera Harusi ruchiva ndiri munhu wenyama aritori neropa rinomhanya Tese tinaro ropa rakadaro muneruchiva handisiye makadaro Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka Hona ruchiva rwauinarwo Mukadzi wako akati chii nazvo Ndiudzewo pfungwa dzauinadzo Bamunini zvivindi munazvo Anotozviziva kuti inotambika Kana naiye anotombo commentwer Ndakazongosara ndakasticker nyika ichindengendeka Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka Ndanga ndaona zi heavy muchina raifamba richigwina gwina Ndakabva ndatofunga katarina Tikasara takasticka pacorner Kunyepa rasta mune ruchiva Hamudi kuona panobhururuka njiva Ndopamunoburutsa zvirekeni zvenyu monengedzera muchibva ma tera Harusi ruchiva ndiri munhu wenyama aritori neropa rinomhanya Tese tinaro ropa rakadaro muneruchiva handisiye makadaro Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka Hona ruchiva rwauinarwo Mukadzi wako akati chii nazvo Ndiudzewo pfungwa dzauinadzo Bamunini zvivindi munazvo Anotozviziva kuti inotambika Kana naiye anotombo commentwer Ndakazongosara ndakasticker nyika ichindengendeka Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka Paya mairevei jah man pamakati mai vanodonhedza musika Ko iwewe signal wairevei pawaiti tirarira Ndaireva iyo mimhanzi yatinoimba ko iwewe sei wakazovaimba Ndanga ndanakirwa namai vakanaka vaikonzeresa nyaka nyaka
Writer(s): Boom Beto, Charles Guvamatanga, Jah Signal, Jordan Link Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out